Gogogoi
Svikai svikai kani, Titambire mwauya kwedu, Hekani matenga hekani, Tatsikwa ndihombarume, Tisingafungire chokwadi, Tibate, mwauya-a! Bereka gumbo chikomana, Paseri pechikomo kurumidza, Baba pavarikuturika mikoko, Vauye zvino mutungamidzane, Uti sekuru vauya Continue Reading →