Hoza here amaiwe-e Posted on April 28, 2020 by admin — Leave a reply Hoza here amaiwe-e (Chivaya-vaya, hoza here amaiwe-e, chiwayawaya) Handirare mukomboni (Chivaya-vaya, hoza here amaiwe-e, chiwayawaya) Ndozorumwa zvangu nenhata (Chivaya-vaya, hoza here amaiwe-e, chiwayawaya) …