Nhasi vanatwo
Mbudzi ichakarodya nyama! Ndagara ndazviona karekare, Amai vepano nhasi vanatwo, Maroverwe ari kuitwa mwana? Iko kanyama kasina godo, Kamupungurunje kandinodisisa, Nhodzero, mumhu nezviito, Nyeredzi pameso zvese nenjere! Paanoti nzve-e shamhu Continue Reading →