Rugare
Nyika izere matambudziko, Asi rugare rwunonaka rwatanga nhamo, Chirega kukungira hata chisi chako, Apunyaira haashayi misodzi, Iye akuti rima uyu ati ugute, Kuti uwe nerugare rwechokwadi. Hongu ibongozozo nebopoto, Paita Continue Reading →
Vana Vevhu
Nyika izere matambudziko, Asi rugare rwunonaka rwatanga nhamo, Chirega kukungira hata chisi chako, Apunyaira haashayi misodzi, Iye akuti rima uyu ati ugute, Kuti uwe nerugare rwechokwadi. Hongu ibongozozo nebopoto, Paita Continue Reading →
Ndiye Johwani naSafira, Vakanzwa kutinhira nechekure, Zvekubhabhatidzana pasi tsve-e, Vobva Jerusarema kuenda Canaan, Kumhanyira kwavanzwa Peturo! Vorondedzera rwavo rwedo, Rwurefu rwavakafamba netsoka, Vachibvunza kune vese vavaona, Kuti zvimwe vangavana shomana, Continue Reading →
Inhamo here yakadai, Inoita tidye zvakadai, Muriwo rudzii wakadai, Unenge madzihwa kudai! Remusango nguva yezhizha, Kana remapindu nyatando, Madomasi pamwe nehanyanisi, Madirativhange, tosanganisa. Yavira hadyana tozvidira, Munyu zvese nembiriso, Pasina, Continue Reading →
Ndiani mukuru tsuro nambada? Ndimbada Ndiani mukuru tsuro nambada? Ndimbada …
Mudumbu machema nzara munoda kuguta, Tinorwushuvira rugare tinorwuda, Kwariri zambuko enda usaneta, Chiriko chekupfumbata usagare pasi, Chikumbiriso mudiwa ndicho ichi, Chikumbiriso baba wevana ndicho ichi, Uzondirangarirawo. Ichi chigutsa wepamoyo, Zvaunoona Continue Reading →
Ndaneta kumhanyamhanya, Pfungwa dzave rushinga, Hana yaramba kugadzikana, Ndotswara hundi moyo kumakoto, Kamukwende taku, simu, tande, Kuchizororo kunopumhura! Hazvina kumira zvakanaka, Iyo yakwavarara yatya, Ini ndinofa ndagurukuta, Ndonanga kumusha kunobumhudza, Continue Reading →
Musarera dambudzo, Rinodzoka rokutambudzai, Ragara iro pachigaro, Imi moita varanda! Ritsvagirei nyaya, Musangano uriparadze, Musavarairwe naro, Dambudzo richakutongai. Kunyanya imi wechidiki, Vasingazivi chinonzi hondo, Zvigadzirisei iye zvino, Ripere pachine nguva! Continue Reading →
Tarisai mukati Shumba inoruma Tarisai mukati Shumba inoruma …
Papata, inguva yaive yakaoma, Kuve jaya kana mhandara, Nhamo yefodya kurumwa nekutsva, Kuzvipedza kwauve kutoyambuka, Pungwe, kuenda Nyadzonya, Unozvipakatira rako wega gidi. Ukasadaro wainzi uri gwara, Nharaunda yokutarisira pasi, Mabhunu Continue Reading →
Ndarivana gangaidzwa mukwenyi, Mhezi yavavira mune wangu moyo, Chigagairwa, chiunu chinenge chego, Zvino ndongoumburuka siku rose, Mangu mupfungwa haazorori kumhanya, Kaguchu-kadende, zviuya muroora vamai, Zvomene, mwana andishaisa hope! Ko, ihwo Continue Reading →