Kutaura manyanya
Munhu wagara ndewenyama! Vanongonditaura vanaChinyama, Kuvavarira kuti ndiite munyama, Pandinongoti nzve-e, vofinyama, Manyama amira nerongo, zvaminyama! Ndakatanga zvangu ndakanyarara, Vachindibata huyanga semarara, Nhaka…
Munhu wagara ndewenyama! Vanongonditaura vanaChinyama, Kuvavarira kuti ndiite munyama, Pandinongoti nzve-e, vofinyama, Manyama amira nerongo, zvaminyama! Ndakatanga zvangu ndakanyarara, Vachindibata huyanga semarara, Nhaka…
Musatonga, tinobva kwakasiyana, Kachana, kusingabviri kudzoka, Kukurukura vamwe zvakatipotsa, Kupona napaburi retsono chaiko! Ndezvekutopembedza Nyadenga. Takava navo vaitituka nekuranga, Zvose baba namai, kukomborerwa,…
Zidzikana dzvuku randaona apo (Kurwerwa rute serinodyiwa nyama) Chembere dzekuno dzine manenji (Kubika doro rinenge mukaka) Zvanzi chakauya ndechakauya (Mwana wehama ambori nei)…
Haiya woye woye vakuru woye (Nhemamusasa) Hanzvadzi yamai wako zvaisingarimi (Nhemamusasa) …
Zvingori maringe nenyaya yesadza, Mari yagara yakashata, ine chitema! Kwazvakarehwa vaiti meso kuunyana ruzivo, Chese chaitwa navakuru chaiwe chinake! Zvino inga mariva takateya…
Iye wamunoti ndewe mapoto, Nyangwe zvake achichachura poto, Vane gondo voti chipuka, heto, Mukadzi haarambirwi kuroya, zviroto, Kutaura kuno totoronga muchato, Nhaka naye…
Ndopika navakuru vakapera ne’nda! Taive takagarika gochaimatehwe, Tisati tavhiringwa navapambevhu, Nharaunda dzi-i, pamusoro pechikomo, Tichiona zvinouya zvichiri chinhambwe, Musha takavakidzira nerutsito! Ziya kuerera…
Hona chikende (Sadza wadya here) Chikende (Nemusoro wembeva) Chikende (Sadza wadya here) Chikende (Nemusoro wembeva) …
Mutohwe wemunzira yekutsime, Ndiwo waive wadawatanha! Hausaikwanisa kuchengeta Dohwe ratsemuka, Rakasinina kudai ndere mudondo! Vamwe vakati Mashuku, Vamwe Mahobohobo, VaManyika tinoti Mazhanje, Anonaka…
Kunyora kuverenga! Pavanorava magwaro vachikwenyana, Iwe chinyararire, uri pabasa, Pavanenge votamba rwiyo, Chako kuteerera manzwi, Pavanosekerera nyambo, Iwe uri kudzidza maitiro, Vachinge voyeva…