Hama dzemuroora
Ini hameno chandakaona, Pane wangu iye mwamuna, Nguva zhinji ana vamwene, Hazvinei tsapata rukukwe. Iro godo rinorema ravamwene, Kutonga zvisinei navo mumba mangu,…
Ini hameno chandakaona, Pane wangu iye mwamuna, Nguva zhinji ana vamwene, Hazvinei tsapata rukukwe. Iro godo rinorema ravamwene, Kutonga zvisinei navo mumba mangu,…
Mati ihurudza nekuti ane mombe, Dzaakasiirwa nababa vakaenda, Ini zvangu ndaramba kuti kwete, Ane mombe nekuti ihurudza! Haangochemichemi nguva dzese, Nyatenga aramba kurutsa…
Kachembere kegudo Kane vana vasere Kaifamba kachikwira mugomo Kaifamba mangwanani Kachitsvaga zvekudya Kana kaguta vainzwa koti Yuwi yuwi kwenyu-kwenyu Yuwi kachikwira mugomo Kaifamba…
Ndagara pano kwenguva refu, Asi chandabata woye hapana, Pfungwa dziri kurekure kwazvo, Nekufunga iwe neni mudiwa. Ndoronga mari yekufambisa, Ndiuye nditore chidochemoyo, Kana…
Unoona zvinoita hudzvanyiriri, Hunokuvhiringidza pfungwa, Kusvikira wozvitarisira pasipasi, Sechinhu chisina kana maturo. Vakauya tinayo minda mikuru, Iwo vanaro bhaibheri mumaoko, Vakati vharai maziso…
Wehuwe Nyarara mwana Wehuwe Nyarara mwana Mwana anochema Nyarara mwana Mwana anochema Nyarara mwana Mwana wenyu wachema vakoma Wachemera mai vakaenda Vakaenda kwaChidyamupunga…
Chepamusoro chero gosoro, Zvinorapika kana nemakwenzi, Chanhasi imhezi yemumoyo, Mazvokuda mavanga enyora. Tinoswera paraini sikati rose, Kuzvinanika segubeze reweti, Nguva yekurarama nehama, Chaidzo…
Kumuka rudzii chokwadi, Zuva racheka nyika kudai, Tora hamiro iyo netambo, Kudanga utevere kurumidza, Tingavana dzamira nemhuru! Tarira muzukuru mwachewe, Wafumobata jongwe muromo,…
Vanhu imi heyi, Kumira kuti hoo, Shandaika chimbi, Zvibva zvati gedye, Kuchakati ndoo. Manje rodziya kwii, Nemi mati rabada, Maheu itai dzvutu, Musati…