Zvandishaisa hope
Ndarivana gangaidzwa mukwenyi, Mhezi yavavira mune wangu moyo, Chigagairwa, chiunu chinenge chego, Zvino ndongoumburuka siku rose, Mangu mupfungwa haazorori kumhanya, Kaguchu-kadende, zviuya muroora vamai, Zvomene, mwana andishaisa hope! Ko, ihwo Continue Reading →