Tomato so
Tomato so so so-so-so-so Tomato so so so-so-so-so Eriza ge ah ge ah ge-ge-ge-ge Eriza ge ah ge ah ge-ge-ge-ge …
Vana Vevhu
Nziyo nemitambo yevana
Tomato so so so-so-so-so Tomato so so so-so-so-so Eriza ge ah ge ah ge-ge-ge-ge Eriza ge ah ge ah ge-ge-ge-ge …
Chemutengure (chemutengure) x4 Chawa chemutengure vhiri rengoro (woye woye) x4 Wanditi mutyairi wandionei (woye woye) Ndaona bhurugwa rizere dova (woye woye) Wanditi mukokeri wandionei (woye woye) Ndaona bhurugwa kuzara tsine Continue Reading →
Yawe nyama yekugocha Yowerere Yawe nyama yekugocha Bayawabaya Yawe nyama yekugocha …
Tipei doro timwe Ha-a here Tipei doro timwe Changu chimwe chii Changosara chitende …
Manhungetunge manhungetungewo Haiwa manhungetunge Ndakanga ndaroyiwa Haiwa manhungetunge Nenzira yerudo, Haiwa manhungetunge …
Ndiani mukuru tsuro nambada? Ndimbada Ndiani mukuru tsuro nambada? Ndimbada …
Tarisai mukati Shumba inoruma Tarisai mukati Shumba inoruma …
Mwedzi wagara Wagara kuna dendere Dendere china mavara Mavara anenge edzetse Edzetse rakwira muzinda Mumuzinda kunoteya tsuro Teya tsuro nemubata mutsva Mubata mutsva wemajekechera Jekechera kiyi dzavarungu Dzavarungu dzakapera kutsva Continue Reading →
Rure rure (Hayi) Uyu ndiye nhanha (Hayi) Azvara mwana gaga (Hayi) Ngaagwadamire tione (Hayi) Rure rure …
Du du wareveyi Ndareva chishiri chabve mari Chabve mari chati marutenga Marutenga wati mvurachese Handichazviiti hai ere Zvokupisa mwana nerupiza Pamutanda mutanda hubori Hubori wenyu wandiramba Wandaidya naye mhandire Mhandire Continue Reading →