Mwedzi wagara
Mwedzi wagara Ndira Pamusi wemba Ndira Nhasi uri pano Ndira Wemba wemba Ndira Kwigo Ndira Pu! Tenderekedziwe Enda nourwere hwangu
Vana Vevhu
Nziyo nemitambo yevana
Mwedzi wagara Ndira Pamusi wemba Ndira Nhasi uri pano Ndira Wemba wemba Ndira Kwigo Ndira Pu! Tenderekedziwe Enda nourwere hwangu
Mangwana dzinani Mangwana dzina Toriro Toriro dumbu guru gadzike
Amai vaRena (Woye woye Rena) Vakapisa mwana (Woye woye Rena) Nekukara nhopi (Woye woye Rena) Kajusi kana kajusi …
Pahushamwari hwedu, Tega tega zvedu, Hapana anotikunda, Nehubhosi hwedu.
Dzamutsana mutsana Tsuro nembwa Dzamutsana mutsana Tsuro nembwa …
Dudu muduri (Katswe) Dudu muduri (Katswe) Chipo muduri (Katswe) Chiedza muduri (Katswe) Rudo muduri (Katswe) …
Amina Amina kadeya Kungovheya Amina wandishamisa P.O.Box Marandellas, Marandellas Dhumbembe dhumbembe dhumbembe Amina ju-u jekiseni
Ndakatumwa namhamha Kunotenga masamba Ndikasangana nejaya Rikati ndinokuda Ndikati sve-e handikudi Ndoda mupositori Anonditengera bhareta Nemudonzvo wesirivha Kana hondo yauya Ndohwanda mumandebvu Ndohwanda mumandebvu Ndohwanda mumandebvu …
Hwai hwai voye (Hoye) Huyai kumusha (Tinotya) Munotyei (Mapere) Mapere akapera kufa kare kare
Sarura wako (Kadeyadeya ane ndoro chena) Wangu mutema (Kadeyadeya ane ndoro chena) Mutematema (Kadeyadeya ane ndoro chena) Ane mahobi (Kadeyadeya ane ndoro chena) Uye madzihwa (Kadeyadeya ane ndoro chena) Asingagezi Continue Reading →