Chitsa chemudoro

Chitsa chemudoro here ha-a (Chava chitsa chemudoro) Chitsa chemudoro mai voye (Chava chitsa chemudoro) Chitsa chemudoro makwindi (Chava chitsa chemudoro) Katibvu, katinganda, hendehe…

Posted On

Ndiripo

Ndiripo (Monatse kutaura) Ndisipo (Mureva nepasipo) Ndiripo (Monatse kutaura) Ndati pote (Mureva nepasipo) …

Posted On

Chamutambarare

Chamutambarare (Haiye) Chamutambarare (Haiye) Maringo-ringo ndiani (NdiaMujijiri) Banga ndazoriwana muchakunda Gonzo rine ndoro pamusana Chiya chidembo pamuchinjiri Chinyura iwe Nyamutsvinya mutsvinyura

Posted On

Sadza nederere

Sadza nederere Chava chitai-tai Kuzoti nekanyama Mhanza powo-o!

Posted On

Chinungu

Chinungu-chinungu (Kanda museve) Ndau-vaNdau (Kanda museve) Manyika-vaNyika (Kanda museve) Bocha-vaBocha (Kanda museve) …

Posted On

Mvura usanaye

Mvura usanaye Mvura usanaye Isu vana toda kutamba Huya rimwe zuva

Posted On

Gumbe-kumbe

Gumbekumbe-we kumbe (Kamutambo kari pano-we kamutambo) Hekani chihwa chihwa chihwa (Kamutambo kari pano-we kamutambo) Hekani nzou nzou nzou (Kamutambo kari pano-we kamutambo) Hekani…

Posted On

Dukuduri wakafa

Hona vanhu, hona vanhu-we! (Kamwe kakati – vaneiko, vaneiko-we?) Kamwe kakati – vane tsenza, vane tsenza-we! (Kamwe kakati – kumbira tipivevo?) Kamwe kakati…

Posted On

Tsatsa ndikatsa

Tsatsa ndikatsandika (Ndikatsa) Shinja ndikatsandika (Ndikatsa) Munyanyazi ndikatsandika (Ndikatsa) Odzi ndikatsandika (Ndikatsa) Save ndikatsandika (Ndikatsa) Zambezi ndikatsandika (Ndikatsa) Mukuwisi ndikatsandika (Ndikatsa) …

Posted On