Kufa kwakauya
Ngatifare wangu mudikani! Uhu hupenyu idivakamwe, Sununguka zvino pachine nguva, Pasipanodya, kufa kwakauya! Vana vanoti unoshusha, Vamwene vakati unonyima, Dzako hama dzoti unonetsa, Vavakidzani voti unorema. Kwandiri uri svinga repwa, Continue Reading →