Yanaya rave jezi
Takaribika doro paMasoso, Ropa raMusikavanhu rofadzwa, Bva isu vanhu toropafadzwa, Chiya chamupupuri chamaichiva, Rotevera kuvhuvhuta dutu guru, Yakazonaya dzvotsvotsvo kumakomo, Yechimvuramabwe, matsanza semazai,…
Mvengemvenge

The sun is up! A bright new dawn, Bringing renewed hope, To all and sundry but me, And my already hungry lot, Beaten…
Zvosara zvoga zvidziro zvosara, Misoro yemba yoyambuka, Dzosara dzoga pwere dzosara, Bango remba royambuka, Nyika yangowe chembere neharahwa, Majaha nemhandara parwendo, Yatora moyo…
Zvavauya kudai hapachina chakanaka, Rufu urwu, ihondo iyi, Kukurirwa kana kukunda uku, Batai mapfumo varume. Chauya chauya hama, Kusiri kufa ndekupi?, Tagara muvhu…
Pano une danga radzo mhandara, Dzinorara sei munhanga gurumwandira kudai? Ane mhuri kwayo ndeane ndume seni, Imi mune mhurikadzi zivai kuti vatorwa, Vachaenda…