Vana tinoona
Hatina kukuonai paifa vana musango? Taive vakuru-vakuru tichironga kuhofisi, Ko, pakaparara vamwe Putukezi? Taidzidza hutungamiri mhiri kwemakungwa, Ine huchi nemukaka zvino zvamauraya? Hatizivivo, bvunzai vakuru vaitonga, Maivepi vakuru pavaibvongonyodza? Simba Continue Reading →