Muchaburana
Ndini ndadaro, Kuzvireva hongu ndini, Kuti zvirege kudaro, Zvikaramba zvakadaro, Pachaita kuburana! Muchateya mariva, Mushandirapamwe, Asi pakunovhura apa, Nekutarira misungo, Ave mazvakemazvake! Saka ndati nditaure, Ndini mbune ndadaro, Zvifambe zvakadai, Continue Reading →