Kuvhaira
Wafarisa wazvinzwa, Kurasa muswe kwowoita, Kushamisira pane vanhu, Inda inosveta mutakuri. Kuvhairirwa ini handidi, Nembambaira inofunurwa, Kuonererwa paruzhinji, Tichaonana pazambuko. Zamba zuva waona bako, Kuzvecherwa ibva vagarako, Wawengwa iwe wanhuhwa, Continue Reading →