Murambiwa
Paye parainyenga raihwarara, Mavara aro achitaima sendarama, Kana iro sadza taiseva neuchi, Nyeredzi matsatse payaturuka, Ndikati ndiyeye wandakarotswa, Chido chemwoyo chandasarudza. Ragarisika, zvino radzika midzi, Ave madhunamutuna zuva nezuva, Rongozhambatata Continue Reading →