Kuvhaira
Wafarisa wazvinzwa, Kurasa muswe kwowoita, Kushamisira pane vanhu, Inda inosveta mutakuri. Kuvhairirwa ini handidi, Nembambaira inofunurwa, Kuonererwa paruzhinji, Tichaonana pazambuko. Zamba zuva waona…

Zuro afamba asvava, rave vende, Hakuchaendwi kana naani zvake, Mangwana parizvino angori maroto, Hausviki kana nyadenga akaramba, Ndosaka ranhasi riri goridhe, Rirarame zvakazara…
Ini hameno chandakaona, Pane wangu iye mwamuna, Nguva zhinji ana vamwene, Hazvinei tsapata rukukwe. Iro godo rinorema ravamwene, Kutonga zvisinei navo mumba mangu,…
Mati ihurudza nekuti ane mombe, Dzaakasiirwa nababa vakaenda, Ini zvangu ndaramba kuti kwete, Ane mombe nekuti ihurudza! Haangochemichemi nguva dzese, Nyatenga aramba kurutsa…