Zviri mudzimba umu
Chepadare chagara munzeve dzavatorwa, Chemumba ndochiri mumhepo, Ndiko kunaka kwazvo nekuti pakukutu, Zviri mudzimba umu, mabasa! Kuzvireva paruzhinji zvinorema, Wakwewa sanzu wakwewa namashizha aro, Kuti rega pawakapfumbata zvonetsa, Kuzvikurukura hunge Continue Reading →