Vakuru vaita munhikwi
Zvingori maringe nenyaya yesadza, Mari yagara yakashata, ine chitema! Kwazvakarehwa vaiti meso kuunyana ruzivo, Chese chaitwa navakuru chaiwe chinake! Zvino inga mariva takateya…
Zvingori maringe nenyaya yesadza, Mari yagara yakashata, ine chitema! Kwazvakarehwa vaiti meso kuunyana ruzivo, Chese chaitwa navakuru chaiwe chinake! Zvino inga mariva takateya…
Iye wamunoti ndewe mapoto, Nyangwe zvake achichachura poto, Vane gondo voti chipuka, heto, Mukadzi haarambirwi kuroya, zviroto, Kutaura kuno totoronga muchato, Nhaka naye…
Ndopika navakuru vakapera ne’nda! Taive takagarika gochaimatehwe, Tisati tavhiringwa navapambevhu, Nharaunda dzi-i, pamusoro pechikomo, Tichiona zvinouya zvichiri chinhambwe, Musha takavakidzira nerutsito! Ziya kuerera…
Hona chikende (Sadza wadya here) Chikende (Nemusoro wembeva) Chikende (Sadza wadya here) Chikende (Nemusoro wembeva) …
Mutohwe wemunzira yekutsime, Ndiwo waive wadawatanha! Hausaikwanisa kuchengeta Dohwe ratsemuka, Rakasinina kudai ndere mudondo! Vamwe vakati Mashuku, Vamwe Mahobohobo, VaManyika tinoti Mazhanje, Anonaka…
Kunyora kuverenga! Pavanorava magwaro vachikwenyana, Iwe chinyararire, uri pabasa, Pavanenge votamba rwiyo, Chako kuteerera manzwi, Pavanosekerera nyambo, Iwe uri kudzidza maitiro, Vachinge voyeva…
Kunyangara chete kwandakaita, Kunosekesa nembavha yakahwanda, Kubva zvakonzeresa nyakanyaka, Vaona maziso kutsvuka vakati kushaya hope, Ini ndakazvarwa ndakadaro. Iripo pasi pedara ngoro, Pakatadza…
Amai bhoyi mamuka sei (Kambasha, iye-iye ahe-e he-e, kambasha) Murume wacho kamire-mire (Kambasha, iye-iye ahe-e he-e, kambasha) Murume wacho akiya mucheno (Kambasha, iye-iye…
Hupenyu hunoda kuzorora, haudi kuramba wakarara, Nemagwiriri kuvhundutsira mhembwe kunyimo urere, Womuka uchikwenya pane vakarabwa sevaendwa neuriri, Pedze pindu, woti wakaroyiwa nevakaenda kumaroro,…
Musaona kufamba nyorenyore sezongororo, Porepore, nhereka semunhu ari pazororo, Segonzo anoruma achifuridzira, igororo, Anokunyudza, kukugarisa mutswanda, chiororo, Akapakata zvikukutu zvakabva kure kumaroro. Kumazivandadzoka…