Kwaye ndiani apa
Ruzha, pano anongovhotomoka, Ndini wacho wembeu, ndionei! Uyo chinguri asvika akangoti zii, Atadza kukwana, mhutwa murusero! Zvino kwaye ndiani apa? Wasu wako ndiye weManyika, Kwainonaka mhamba ngevamai, Mukwerekwere kumahombekombe, Tateguru Continue Reading →