Chikende
Hona chikende (Sadza wadya here) Chikende (Nemusoro wembeva) Chikende (Sadza wadya here) Chikende (Nemusoro wembeva) …
Hona chikende (Sadza wadya here) Chikende (Nemusoro wembeva) Chikende (Sadza wadya here) Chikende (Nemusoro wembeva) …
Amai bhoyi mamuka sei (Kambasha, iye-iye ahe-e he-e, kambasha) Murume wacho kamire-mire (Kambasha, iye-iye ahe-e he-e, kambasha) Murume wacho akiya mucheno (Kambasha, iye-iye…
Hoza here amaiwe-e (Chivaya-vaya, hoza here amaiwe-e, chiwayawaya) Handirare mukomboni (Chivaya-vaya, hoza here amaiwe-e, chiwayawaya) Ndozorumwa zvangu nenhata (Chivaya-vaya, hoza here amaiwe-e, chiwayawaya)…
Chenjera kunyengwa nerovha mukunda (Aah he-e, aah he-e) Irombe (Aah he-e, iherere, aah here) Iherere (Chengeta chikwama chababa chine madhora) Zirume rinoputa fodya…
Wogotengera chari mukaranga, ko-o iniwo (Chari mukaranga) Wogotengera chari mukaranga, ko-o iniwo (Chari mukaranga) Wogotengera chari mukaranga, ko-o iniwo (Chari mukaranga) …
Muka, muka, muka kwayedza Zuva rabuda, Machongwe arira, Muka, muka, muka upenye Farira kufamba kwenguva
Kwedu kune nyimo (Hakuna mandere) Kwedu kune nyimo (Hakuna mandere) … (Kwedu kwedu)
Emeria ndikuyire (Guyo riye randitambudza) Emeria ndikuyire (Guyo riye randitambudza) Ndabata musoro (Guyo riye randitambudza) Ndabata musana (Guyo riye randitambudza) …
Chitsa chemudoro here ha-a (Chava chitsa chemudoro) Chitsa chemudoro mai voye (Chava chitsa chemudoro) Chitsa chemudoro makwindi (Chava chitsa chemudoro) Katibvu, katinganda, hendehe…
Ndiripo (Monatse kutaura) Ndisipo (Mureva nepasipo) Ndiripo (Monatse kutaura) Ndati pote (Mureva nepasipo) …