Tsatsa ndikatsa
Tsatsa ndikatsandika (Ndikatsa) Shinja ndikatsandika (Ndikatsa) Munyanyazi ndikatsandika (Ndikatsa) Odzi ndikatsandika (Ndikatsa) Save ndikatsandika (Ndikatsa) Zambezi ndikatsandika (Ndikatsa) Mukuwisi ndikatsandika (Ndikatsa) …
Vana Vevhu
Tsatsa ndikatsandika (Ndikatsa) Shinja ndikatsandika (Ndikatsa) Munyanyazi ndikatsandika (Ndikatsa) Odzi ndikatsandika (Ndikatsa) Save ndikatsandika (Ndikatsa) Zambezi ndikatsandika (Ndikatsa) Mukuwisi ndikatsandika (Ndikatsa) …
Apa pakasungwa neutare Apa zinyekenyeke …
Hoyo waenda (Muchiona, muchiona) Tete waenda (Muchiona, makangotarisa muchiona) Hona waenda (Muchiona, muchiona) Chikangamazai chiye (Muchiona, makangotarisa muchiona) …
Vanhu ava vakasuruvara Vari pano vakagumbuka Ruzhinji runotamba nhova Nemisodzi pamatama Chiiko chikonzero? Ndotangira poi? Ndipeiwo zano, Ndoita madiro? Yakanaka Samanyanga, Pamusoroi Changamire, Pamusoroi Mhanduwe, Kapfuko kari pano ndekezvirango, Ndezvepaukama, Continue Reading →
Dede zangara uyo mutii? Mupfuti tsvengurudze ndoisa paya Dede zangara uyo mutii? Mutondo tsvengurudze ndoisa paya Dede zangara uyo mutii? Musasa tsvengurudze ndoisa paya …
Mumwe murume Wakaenda Sozibheri Kunotenga Bheri-bheri bhotomu Pakudzoka Wakatsikwa nemota Mota yacho Pio-pio pijoti
Pote pote Zakariende Pote pote Zakariende Ndinotsvaga wangu Zakariende Musuki wendiro Zakariende Anodzichenesa Zakariende Kuti chuchuchu Zakariende Semwedzi wagara Zakariende Uyo sara Uyo hande Haivaiva ndanga ndichirewa uyu Simuka hande Continue Reading →
Mwanangu Chiramwiwa Endawo kumagaka Tizope vaNyamande Vane meso machena Anenge engururu Ngururu dzachijaka Dzinongojakaira Nenyika dzose dzose
Makorokoto, makorokoto, makorokoto! (Aya ndivo makorokoto) Makorokoto, makorokoto, makorokoto! (Aya ndivo makorokoto) …
Chimbambaira chiri mupoto Chiri mupoto (Chimbambaira chiri mupoto) Ndodya naniko? (Chimbambaira chiri mupoto) Chiri mupoto (Chimbambaira chiri mupoto) Simba huya (Chimbambaira chiri mupoto) Chiri mupoto (Chimbambaira chiri mupoto) Tindo svika Continue Reading →