Munyanyazi
Rwizi rweupenyu, Munyanyazi! Kutangira iko kumakomo eChimanimani, Gonyo, rwomonyoroka kusvika kuno zasi, Turukova vanaShinja twowana pokuturira nhuna, Rwopfuurira kunorutsira muna Odzi, Potodongorera kubata mhiri kuna Save, Otakura mikwende yedzimwe dzose Continue Reading →