Amina
Amina Amina kadeya Kungovheya Amina wandishamisa P.O.Box Marandellas, Marandellas Dhumbembe dhumbembe dhumbembe Amina ju-u jekiseni
Amina Amina kadeya Kungovheya Amina wandishamisa P.O.Box Marandellas, Marandellas Dhumbembe dhumbembe dhumbembe Amina ju-u jekiseni
Ita mombe paruzevha tikurume nzeve, Ndarama yechivanhu kubva chinyakare, Kana pari papi zvapo parere moyo, Une dzinotsika zvose zvakati twasu, Zvinoda dzakasangana hadzi…
Ndiro Zhizha yonaya yemheni nemabhanan’ana, Ngava naSaManyika mungoonana ano Maenza, Mbudzi pazamu, Zvita mabiko neNdira mumunda, Patinoshanyura makura nekudyara minda yose, Pedze kutora…
Mukutanga kwerino gore, Taive netariro yekukunda, Tiri pachedu tichikwenyana, Tichiti zviuya zviri mberi. Vazhinji vaiti mutambo vepwere, Manyengedza pfungwa efodya, Inozadza matama ose…
Ndakatumwa namhamha Kunotenga masamba Ndikasangana nejaya Rikati ndinokuda Ndikati sve-e handikudi Ndoda mupositori Anonditengera bhareta Nemudonzvo wesirivha Kana hondo yauya Ndohwanda mumandebvu Ndohwanda…
Nyika ihombe kwazvo tinokwana tose, Mombe madhongi nehwai ifararira, Panhabvu tukomana injodzi munhandare, Tusikana tuchitamba dhere nemamhuza, Inongova njakenjake nharaunda yose, Kana anokendenga…
Svikai svikai kani, Titambire mwauya kwedu, Hekani matenga hekani, Tatsikwa ndihombarume, Tisingafungire chokwadi, Tibate, mwauya-a! Bereka gumbo chikomana, Paseri pechikomo kurumidza, Baba pavarikuturika…
Kumakomoyo! Mutare guta guru reManyika, Rizere utare, goridhe nendarama, Nezvuru zvevanhu zvine tsitsi nengoni, Kana usati wasvika uri kurasika papi, Rega kupedzera tsvimbo…
Hwai hwai voye (Hoye) Huyai kumusha (Tinotya) Munotyei (Mapere) Mapere akapera kufa kare kare
Muka iwe watotesa pekurara, Geza kumeso ubvise mabori, Marirangwe mhou dzobova, Unowana dzamira nemhuru. Usunge madhonza ose ari mana, Pasi raoma yanaya kave…