Vakuru
Waita mahwekwe navakuru? Kutochecheredza nzira nokokoko, Haungazivi chawakatadza gorero, Pamwe wakadyisa munda nembudzi, Ukati pada zvavharana nenguva, Nyamba mhosva yagara hairovi! Chaunotanga chete kukwazisa, Ndiwe mudiki, zvinoratidza rukudzo, Vakakutangira kubva Continue Reading →