Maiguru
Zvataurwa naMagurete ndizvo! Kutanga, kupedzisa nekupendera, Muridzi vemurume ndimaiguru! Muridzi vemuchato, muridzi wemba, Vane vana vanozikanwa kusvondo, Nyangwe vakadini, kana kushereketa, Chero vakati handibiki, ndakaneta! Zvanzi amaiguru havarambwi! Chedu vamwe Continue Reading →