Achakunetsa
Vakanditi ndiritsuro ndinobvurwa sembeva, Ndokuti kwete iye achiti hongu, Kuzodairira svoto seyaiwe yako, Hausakazvinzwa here kuti ibofu rudo?, Achakunetsa mangwana abata nyoka, Oda chekuseva opihwa mavanga, Usazoti ndechekuchera ndiwe vakamucherera. Continue Reading →