Vakuru vaita munhikwi
Zvingori maringe nenyaya yesadza, Mari yagara yakashata, ine chitema! Kwazvakarehwa vaiti meso kuunyana ruzivo, Chese chaitwa navakuru chaiwe chinake! Zvino inga mariva takateya tose nhandi? Zvomoti zverere runyanhiriri kunovhura mega, Continue Reading →