N’anga Chivanhu
Hama kaha, kukushamira semutombo! Vanoziva wakapedza makore mashanu, Uchiverenga kuchikoro chevazungu, Kudzoka wakapfeka ngovani yefundo, Wadadisa, wokushewedza kuti chiremba! Ko-o, ini n’anga yedzinza hamundioni? Nekuti ndakapfeka yangu yemurara? Ndakafundiswa kwemakumi Continue Reading →