Bangiza
Ho-o imi woye woye woye Shandai nesimba zvichanaka chete (Zvichanaka) Usimbe haushande (Usimbe ndimarimanzara) …
Ho-o imi woye woye woye Shandai nesimba zvichanaka chete (Zvichanaka) Usimbe haushande (Usimbe ndimarimanzara) …
Waita mahwekwe navakuru? Kutochecheredza nzira nokokoko, Haungazivi chawakatadza gorero, Pamwe wakadyisa munda nembudzi, Ukati pada zvavharana nenguva, Nyamba mhosva yagara hairovi! Chaunotanga chete…
Foromani ngaasadaroba, hazviitwi, Kutsvake zviro zvekude kureketa, Ngaatsvete kuita zvaanoita izvozvo, Kunditukira mushando zienza rino! Zvino kukaba jendye kuriyambutsa! Handichadiba hangu, ndaremba kushupwa,…
Mukore uno mupwere angoda kufunda, Zvamunoziva tsaManyika udooma zvake, Usina kuenda kwaTsambe hauzi kufundaba, Bambo ndakarima maribowa, mupwere otadza ngei kufunda? Tsambe kumbatoenda,…
Taireva (Takamboreva mukoma) Gore mwana gore mwana munovapeyi (Takamboreva mukoma) …
Kugara harahwa dzakamira? Zvino wamira vakuru vagara! Wongoti tuzu pamberi pedare, Kwaunobva hakuna vapangi? Mutambo woda kutsvuka ropa, Zvinorovesa! Kwave kubongomora usina kurohwa,…
Zvavo vakakomborerwa, Newe angori makwikwi, Kutadza kana kundisiira zamu? Iwe kurudyi ini kuruboshwe, Kuzotoyamurwa negavakava, Potse ndaichatokusiira ndirini! Panyimo ngoma ndiyo-ndiyo, Unosiya chaenga…
Vamwene vangu godo vanaro Ndiende kuhuni zvonzi tutsotso Ndiende kumvura zvozvi mabvongwe Ndigeze zvangu zvonzi ipfambi Ndirege kugeza zvonzi ipfende
Ndakariona zvangu ndichasvika, Richindiongorora neziso raitaura, Zitete risina kubvira rambovanikwa, Ndichingofuratira, gotsi zvariri rutsito, Rondinokora yekutanga tsoka muruwanze, Bva zino irema, nyangwe neasina…
Ndipo pazvinoda, uri parumananzombe, Kungosvika pazvafungira semudzimu, Mahwekwe newandakaramba gorero, Dhuma-dhuma, ongoerekana anyuka sehowa, Kusvikira panhamo semwana wemusango! Tsoka zvino neshena dzazoti mbe-e,…