Handizvo zvamunoona
Wakabvira kare naro gombo, Ukaridiridza neziya pamwe neropa! Kana rofashamira woziva kuti warwa, Kupinda monakidza kungogara urimo, Majombo vakapfeka, zvombo vakapakata. Chichenjera zvino kubirwa nevanoyeva, Vane maziso makuru anenge nhundurwa! Continue Reading →