Mukoma pasina
Zvavo vakakomborerwa, Newe angori makwikwi, Kutadza kana kundisiira zamu? Iwe kurudyi ini kuruboshwe, Kuzotoyamurwa negavakava, Potse ndaichatokusiira ndirini! Panyimo ngoma ndiyo-ndiyo, Unosiya chaenga chadeuka, Nzimbe unodyira mukumwenya, Panyama woseva kusvika Continue Reading →